Korpus: sna-zw_web_2016_10K

Weitere Korpora

2.5.25 Distribution of Letter Y in Sentences

Number of sentences containing a fixed number of occurrences of the specified character


Gnuplot diagram

# of occurrences # of sentences Sample sentence
0 2621 2. Kudzikisira – kufanana nekushorwa, varume vanovhiringidzwa nekuda kwekudzikisirwa sezvakaitika pano kuti akanzi mwana mudiki.
1 2701 3. Tsanangura zvinhu zvisere zvinoitwa naMonika muna Makunun’unu Maodzamwoyo zvinoratidza kuti aisada zvekuroorwa naMujubheki.
2 1930 1. Kumomoterwa: kuunganirwa kana kukombwa nezvinhu zvakawanda kazhinji zvichikutambudza. 2. Kucherechedza: kutarisisa kwakanyanyisa.
3 1232 1. Zvakakosherei kugadzira minda uye zvibatiso zvipi zvatingashandisa? 2. Ndedzipi mbeu dziri kudiwa pamisika yechibage chinyoro?
4 736 Aba mari yemukoma kudaro, akanoidya yese zvekuti hapana chakasara, kana faifi randi zvayo.
5 375 5. Kusangana kwemvura yakachena nemadhaka nemarara kunonzi kuita sei? 6. Kana mvura ikaoma ichisiya mitsara-mitsara paganda kana pamudziyo mitsara iyoyo inonzi chii?
6 204 80. Muli kuchemeyi mhamha muli pamusholo pa daddy. 81. Iwe daddy ibva pamushoyo pamhamha. 82. Matambiro enyu ndagara ndazviona kuti mumwe wenyu achachema.
7 117 Angela Sande akamhan’arira ambuya vemurume wake, Jessy Mateyo, kuHarare Civil Court achiti anzwa nekushungurudzwa navo nenyaya yekuti vari kuda kutouya kuzogara nemurume wake pamba.
8 45 “Aiti akange adonha murusero rwaive nevamwe varoyi nekuti rwakange rwazara uye vakange vamumanikidzira kuti vauye kuzodya nyama kuChitungwiza, asi iye akambenge aramba achiti akange ane nyama yakakwana,” vakadaro Mai Kasimbe.
9 17 Gore radarika, Harare City yakapotsa nepadiki happy wheels yatora mukombe uyu mushure mekunge yatungamira asi yakazodzorwa mutambo wave pedyo nekupera izvo zvakaita kuti vaende mumabhora emugadzikirwa umo yakazokundirwa neFC Platinum.
10 8 “Hanzvadzi yangu chaiyo, Shepherd Chando, akandibvunza ndaenda kunyaradzo kwaShindi achiti nyaya iyi yaitaurwa uyewo yakanga yaporofitwa pachechi – kunzi ini ndinodanana natezvara vangu.
11 10 By Munyori weKwayedza on March 13, 2015 · Kuziva mbuya huudzwa ENDA pakereke, parufu, pamusangano kana papi zvapo pakaungana vanhu, chinhu chawave kunzwa zvakanyanya mazuva ano inyaya yamarwadzo, kunyanya makumbo.
12 3 Mudzimai ndipo paanotanga nyaya yake yemari achifunga kuti zvimwe murume angaterera ndokumuudza kuti mari yevana yainge ichidiwa murume ndokushaya kuti vana vapi zvakare, iye akabva mukutenga yunifomu yaBhiki nekuripa mari yekuvaka imba yekusonera.
15 1 Pasina nyaya yekunyatsomonererwa nenyoka muhuro, imwe nyaya yakabuda panyaya yemurume uyu inyaya yemhando dzenhaka dzinosiirwa vana nevabereki.
91 msec needed at 2018-06-16 10:18